1 Timoti 1:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 kana kudzidzisa ngano dzisina kwadzo nemirongorongo yamazita amadzitateguru nehurukuro dzisina kwadzinosvitsa panze pezvinangwa zvaMwari zviri muchitendero. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 kana kuraŋgarira ŋgano namazita amadziteteguru asiŋgaperi, ɀinoŋgomutsa nharo, ɀisiŋgatendisi ɀakarairwa naMŋari, ɀiri mukutenda. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20024 kana kurangarira ngano namazita amadziteteguru asingaperi, zvinongomutsa nharo, zvisingatendesi zvakarayirwa naMwari, zviri mukutenda. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 kana kudzidzisa ngano dzisina kwadzo nemirongorongo yamazita amadzitateguru nehurukuro dzisina kwadzinosvitsa panze pezvinangwa zvaMwari zviri muchitendero. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona4 kana kudzidzisa ngano dzisina kwadzo nemirongorongo yamazita amadzitateguru nehurukuro dzisina kwadzinosvitsa panze pezvinangwa zvaMwari zviri muchitendero. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 kana kuzvipira kungano nokunhoroondo dzamazita amadzitateguru dzisingaperi. Izvi zvinongomutsa nharo panzvimbo yebasa raMwari rinoitwa nokutenda. Sien die hoofstuk |