1 Timoti 1:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Vamwe vavo ndavana Humenaosi naArekizanda vandakaturira kuna Satani kuti vadzidze kusashonha Mwari. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 ʋamŋe ʋaʋo ndiHimenio naAreksandro, ʋandakaisa kunaSatani, ʋadzidziswe kuti ʋarege kumhura Mŋari. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200220 vamwe vavo ndiHimenio naArekizanda, vandakaisa kuna Satani, vadzidziswe kuti varege kushonha Mwari. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Vamwe vavo ndavana Humenaosi naArekizanda vandakaturira kuna Satani kuti vadzidze kusashonha Mwari. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona20 Vamwe vavo ndavana Humenaosi naArekizanda vandakaturira kuna Satani kuti vadzidze kusashonha Mwari. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Vamwe vavo ndiHimenio naArekizanda, avo vandakaisa kuna Satani kuti vadzidziswe kuti varege kumhura Mwari. Sien die hoofstuk |