1 Timoti 1:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 urambe wakabatisisa chitendero uye uine hana yakachena. Vamwe vanhu vakaramba kuteerera hana dzavo vakaparadza chitendero chavo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 wakaɓata kutenda nehana yakarurama; iyo yakarashwa naʋamŋe, ʋakarashikirwa nokutenda; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200219 wakabata kutenda nehana yakarurama; iyo yakarashwa navamwe, vakarashikirwa nokutenda; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 urambe wakabatisisa chitendero uye uine hana yakachena. Vamwe vanhu vakaramba kuteerera hana dzavo vakaparadza chitendero chavo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona19 urambe wakabatisisa chitendero uye uine hana yakachena. Vamwe vanhu vakaramba kuteerera hana dzavo vakaparadza chitendero chavo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 wakabata kutenda uye nehana yakanaka. Vamwe vakaramba mirayiro iyi vakarasikirwa nokutenda kwavo. Sien die hoofstuk |