Aanlyn Bybel

- Advertensies -

1 Timoti 1:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Zvakatemwa izvi ndinozviturira mumaoko mako itwe Timoti, mwanangu, maererano nezvakaporofitwa zvakanga zvakananga iwe, kuti unyatsorwisa uchifemerwa naizvozvo,

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Ƃasa iri, rakarairwa, ndinokupa iro, iwe Timotio, mŋana waŋgu, kuti seɀaɀakaprofitwa kare pamsoro pako, urwe pfumo rakanaka maɀiri;

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Basa iri, rakarayirwa, ndinokupa iro, iwe Timoti, mwana wangu, kuti sezvazvakaporofitwa kare pamusoro pako, urwe pfumo rakanaka mazviri;

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Zvakatemwa izvi ndinozviturira mumaoko mako itwe Timoti, mwanangu, maererano nezvakaporofitwa zvakanga zvakananga iwe, kuti unyatsorwisa uchifemerwa naizvozvo,

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Zvakatemwa izvi ndinozviturira mumaoko mako itwe Timoti, mwanangu, maererano nezvakaporofitwa zvakanga zvakananga iwe, kuti unyatsorwisa uchifemerwa naizvozvo,

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Timoti, mwanakomana wangu, ndinokupa murayiro uyu maererano nezvakaprofitwa kare pamusoro pako, kuti kana ukautevera ucharwa kurwa kwakanaka,

Sien die hoofstuk Kopieer

1 Timoti 1:18

Volg ons:

Advertensies

Advertensies