1 Timoti 1:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 maererano neShoko Rakanaka rembiri raMwari wamakomborero rakaiswa mumaoko mangu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 seɀinoreʋa Evaŋgeri yokubginya kwaMŋari womufaro, yandakapiwa ini. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200211 sezvinoreva Vhangeri yokubwinya kwaMwari womufaro, yandakapiwa ini. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 maererano neShoko Rakanaka rembiri raMwari wamakomborero rakaiswa mumaoko mangu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona11 maererano neShoko Rakanaka rembiri raMwari wamakomborero rakaiswa mumaoko mangu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 inosimbisa vhangeri rokubwinya, raMwari akaropafadzwa, iro raakapa kwandiri. Sien die hoofstuk |