Numeri 7:54 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika54 Pazuva rechisere racho, kwakauya Gamarieri mwanakomana waPedhahizuru, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaManase. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)54 Nezuʋa rorusere Gamarieri, mŋanakomana waPedazuri, mucinda waʋana ʋaManase, wakaʋuya. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200254 Nezuva rorusere Gamarieri, mwanakomana waPedhazuri, muchinda wavana vaManase, akauya. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika54 Pazuva rechisere racho, kwakauya Gamarieri mwanakomana waPedhahizuru, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaManase. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona54 Pazuva rechisere racho, kwakauya Gamarieri mwanakomana waPedhahizuru, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaManase. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi54 Pazuva rorusere Gamarieri mwanakomana waPedhazuri, mutungamiri wavanhu vokwaManase akauya nechipiriso chake. Sien die hoofstuk |