Numeri 7:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Akapira mupiro wake zuva rokutanga ndiNahishoni mwanakomana waAminadhabhu wedzinza rokwaJudha. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ɀino wakaʋuya necipo cake nezuʋa rokutaŋga wakaŋga ari Nashoni, mŋanakomana waAminadabi, worudzi rwaJuda. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200212 Zvino akauya nechipo chake nezuva rokutanga akanga ari Nashoni, mwanakomana waAminadhabhu, worudzi rwaJudha. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Akapira mupiro wake zuva rokutanga ndiNahishoni mwanakomana waAminadhabhu wedzinza rokwaJudha. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona12 Akapira mupiro wake zuva rokutanga ndiNahishoni mwanakomana waAminadhabhu wedzinza rokwaJudha. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Nashoni mwanakomana waAminadhabhi worudzi rwaJudha, ndiye akauya nechipiriso chake pazuva rokutanga. Sien die hoofstuk |