Numeri 6:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 chingave chitunha chababa vake kana amai vake kana chomukoma kana munun'una wake, kana chehanzvadzi yake kana vakafa haafaniri kunzvin'oresa chiratidzo chokuzvipira kwake chiri pamusoro wake. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Haafaniri kuɀiȿiɓisa nokuɗa kwaɓaɓa ʋake, kana nokuɗa kwamai ʋake, kana nokuɗa kwomunuŋuna wake, kana nokuɗa kwehanɀadzi yake, kana ʋafa; nokuti wakaɀitsaurira Mŋari. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20027 Haafaniri kuzvisvibisa nokuda kwababa vake, kana nokuda kwamai vake, kana nokuda kwomun’una wake, kana nokuda kwehanzvadzi yake, kana vafa; nokuti akazvitsaurira Mwari. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 chingave chitunha chababa vake kana amai vake kana chomukoma kana munun'una wake, kana chehanzvadzi yake kana vakafa haafaniri kunzvin'oresa chiratidzo chokuzvipira kwake chiri pamusoro wake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona7 chingave chitunha chababa vake kana amai vake kana chomukoma kana munun'una wake, kana chehanzvadzi yake kana vakafa haafaniri kunzvin'oresa chiratidzo chokuzvipira kwake chiri pamusoro wake. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Kunyange kana baba vake chaivo, kana mai vake, kana mununʼuna kana hanzvadzi vafa, haafaniri kuzvisvibisa nokuda kwavo, nokuti chiratidzo chokuzvitsaurira kuna Mwari chiri pamusoro wake. Sien die hoofstuk |