Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 5:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 “Udza vaIsiraeri kuti kana munhu atadzira mumwe, munhu iyeyu atopesana naTenzi.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Taura naʋana ʋaIsraeri, uti: Kana murume kana mukadzi aciŋge atadza nokutadza kwaʋanhu, akatadzira Jehova, munhu uyu akaʋa nemhoȿa;

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

6 “Taura navana vaIsiraeri, uti, ‘Kana murume kana mukadzi achinge atadza nokutadza kwavanhu, akatadzira Jehovha, munhu uyu akava nemhosva;

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 “Udza vaIsiraeri kuti kana munhu atadzira mumwe, munhu iyeyu atopesana naTenzi.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 “Udza vaIsiraeri kuti kana munhu atadzira mumwe, munhu iyeyu atopesana naTenzi.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 “Uti kuvaIsraeri: ‘Kana murume kana mukadzi akakanganisira mumwe nenzira ipi zvayo uye saizvozvo akasava akatendeka kuna Jehovha, munhu uyo ane mhosva,

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 5:6

Volg ons:

Advertensies


Advertensies