Numeri 4:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Asi ngavarege kupindamo vachitarisa zvinhu zvinoera kana kwekanguva kaduku zvako kuti varege kufa.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Asi ŋgaʋarege kupinda kundoʋona imba tȿene, kunyaŋge iri ŋguʋa ɗuku, kuti ʋarege kufa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200220 Asi ngavarege kupinda kundoona imba tsvene, kunyange iri nguva duku, kuti varege kufa.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Asi ngavarege kupindamo vachitarisa zvinhu zvinoera kana kwekanguva kaduku zvako kuti varege kufa.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona20 Asi ngavarege kupindamo vachitarisa zvinhu zvinoera kana kwekanguva kaduku zvako kuti varege kufa.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Asi vaKohati havafaniri kupinda kundotarisa zvinhu zvitsvene, kana kwechinguva, kuti varege kufa.” Sien die hoofstuk |