Numeri 36:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Naizvozvo nhaka yavaIsiraeri ngairege kuzobva kune rimwe dzinza ichienda kune rimwe nokuti mumwe nomumwe wavaIsiraeri anofanira kuramba akati kwati nenhaka yamadzibaba ake. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Naiɀoɀo hapanenhaka yaʋana ʋaIsraeri iŋgabva kunorumŋe rudzi ikaenda kunorumŋe; nokuti ʋana ʋaIsraeri ʋanofanira, mumŋe nomumŋe, kunamatira nhaka yorudzi rwamadziɓaɓa aʋo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20027 Naizvozvo hapana nhaka yavana vaIsiraeri ingabva kuno rumwe rudzi ikaenda kuno rumwe; nokuti vana vaIsiraeri vanofanira, mumwe nomumwe, kunamatira nhaka yorudzi rwamadzibaba avo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Naizvozvo nhaka yavaIsiraeri ngairege kuzobva kune rimwe dzinza ichienda kune rimwe nokuti mumwe nomumwe wavaIsiraeri anofanira kuramba akati kwati nenhaka yamadzibaba ake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona7 Naizvozvo nhaka yavaIsiraeri ngairege kuzobva kune rimwe dzinza ichienda kune rimwe nokuti mumwe nomumwe wavaIsiraeri anofanira kuramba akati kwati nenhaka yamadzibaba ake. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Hakuna nhaka muvaIsraeri inofanira kubva kuno rumwe rudzi ichienda kuno rumwe rudzi, nokuti muIsraeri wose anofanira kuchengeta nyika yorudzi rwake iri nhaka inobva kumadzibaba avo. Sien die hoofstuk |