Numeri 35:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Kana akatora dombo ringauraye munhu akamutema naro akafa, imhondi. Mhondi inofanira kutoti iuraiwe Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Kana aciŋge amuʋuraya nebge riri muruʋoko rwake, riŋgaʋuraya munhu, akafa, waʋa muʋurayi; ɀino muʋurayi unofanira kuʋurawa ɀirokwaɀo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200217 Kana achinge amuuraya nebwe riri muruoko rwake, ringauraya munhu, akafa, wava muurayi; zvino muurayi anofanira kuurawa zvirokwazvo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Kana akatora dombo ringauraye munhu akamutema naro akafa, imhondi. Mhondi inofanira kutoti iuraiwe Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona17 Kana akatora dombo ringauraye munhu akamutema naro akafa, imhondi. Mhondi inofanira kutoti iuraiwe Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Uye kana ani naani aine dombo muruoko rwake rinogona kuuraya, akarova mumwe munhu naro akafa, iye imhondi; mhondi inofanira kuurayiwa. Sien die hoofstuk |