Numeri 34:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Wedzinza rokwaNafutari ndiPedhaheri mwanakomana waAmihudhi.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 kurudzi rwaʋana ʋaNaftari, mucinda Pedaheri, mŋanakomana waAmihudi. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200228 kurudzi rwavana vaNafutari, muchinda Pedhaheri, mwanakomana waAmihudhi.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Wedzinza rokwaNafutari ndiPedhaheri mwanakomana waAmihudhi.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona28 Wedzinza rokwaNafutari ndiPedhaheri mwanakomana waAmihudhi.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Mutungamiri kubva kurudzi rwaNafutari, Pedhaheri mwanakomana waAmihudhi.” Sien die hoofstuk |