Numeri 34:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Wedzinza rokwaAsheri ndiAhihudhi mwanakomana waSheromi. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 kurudzi rwaʋana ʋaAsheri, mucinda Ahihudi, mŋanakomana waSheromi; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200227 kurudzi rwavana vaAsheri, muchinda Ahihudhi, mwanakomana waSheromi; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Wedzinza rokwaAsheri ndiAhihudhi mwanakomana waSheromi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona27 Wedzinza rokwaAsheri ndiAhihudhi mwanakomana waSheromi. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Mutungamiri kubva kurudzi rwaAsheri, Ahihudhi mwanakomana waSheromi; Sien die hoofstuk |