Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 32:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Pwere dzedu namadzimai edu nembudzi nehwai nemombe dzedu dzose, zvichasara zviri mumaguta kuno kuGiriadhi.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Ʋana ʋeɗu, naʋakadzi ʋeɗu, neɀipfuwo ɀeɗu, neŋombe dzeɗu dzose, ɀicagara mumaguta eGireadi;

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Vana vedu, navakadzi vedu, nezvipfuwo zvedu, nemombe dzedu dzose, zvichagara mumaguta eGireadhi;

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Pwere dzedu namadzimai edu nembudzi nehwai nemombe dzedu dzose, zvichasara zviri mumaguta kuno kuGiriadhi.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Pwere dzedu namadzimai edu nembudzi nehwai nemombe dzedu dzose, zvichasara zviri mumaguta kuno kuGiriadhi.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Vana vedu navakadzi vedu, makwai edu nemombe dzedu zvichasara kuno mumaguta eGireadhi.

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 32:26

Volg ons:

Advertensies


Advertensies