Numeri 32:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Hezvika imi magara nhaka yamadzibaba enyu, muri chizvarwa chakaipa chinotonyanya kuti Tenzi ashatirirwe vaIsiraeri zvikuru. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino tarirai, imi makamuka panɀimbo yamadziɓaɓa enyu, ʋana caiʋo ʋaʋanhu ʋeɀiʋi, kuti muwedzere kutsamŋa kukuru kwaJehova pamsoro paIsraeri. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200214 Zvino tarirai, imi makamuka panzvimbo yamadzibaba enyu, vana chaivo vavanhu vezvivi, kuti muwedzere kutsamwa kukuru kwaJehovha pamusoro paIsiraeri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Hezvika imi magara nhaka yamadzibaba enyu, muri chizvarwa chakaipa chinotonyanya kuti Tenzi ashatirirwe vaIsiraeri zvikuru. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona14 Hezvika imi magara nhaka yamadzibaba enyu, muri chizvarwa chakaipa chinotonyanya kuti Tenzi ashatirirwe vaIsiraeri zvikuru. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 “Hezvino muri pano, imi chibereko chavatadzi, mumire panzvimbo yamadzibaba enyu muchiwedzera kutsamwa kwaJehovha kukuru pamusoro pavaIsraeri. Sien die hoofstuk |