Numeri 31:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Vakauya nenhapwa dziya nezvipfuwo zviya nepfuma iya vakasvika kuna Mosesi nomupristi Ereazari negungano rose ravaIsiraeri vaiva pamatendhe avo kumapani eMoabhu muna Jorodhani pakatarisana neJeriko. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ʋakaʋuya naʋatapxa, neɀaʋakatapa, neɀaʋakapamba kunaMosesi, nokunaEreazari muprista, nokuʋuŋgano yose yaʋana ʋaIsraeri, kumisasa pamapani aMoabi, ari paJoridani paJeriko. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200212 Vakauya navatapwa, nezvavakatapa, nezvavakapamba kuna Mosesi, nokuna Ereazari mupristi, nokuungano yose yavana vaIsiraeri, kumisasa pamapani aMoabhu, ari paJorodhani paJeriko. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Vakauya nenhapwa dziya nezvipfuwo zviya nepfuma iya vakasvika kuna Mosesi nomupristi Ereazari negungano rose ravaIsiraeri vaiva pamatendhe avo kumapani eMoabhu muna Jorodhani pakatarisana neJeriko. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona12 Vakauya nenhapwa dziya nezvipfuwo zviya nepfuma iya vakasvika kuna Mosesi nomupristi Ereazari negungano rose ravaIsiraeri vaiva pamatendhe avo kumapani eMoabhu muna Jorodhani pakatarisana neJeriko. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 vakauya nenhapwa, nepfuma uye nezvavakapamba kuna Mozisi naEreazari muprista, uye vaIsraeri vakaungana pamisasa yavo pamapani eMoabhu, paJorodhani uchibva mhiri kuJeriko. Sien die hoofstuk |