Numeri 31:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Vakatora vanhu vavakatapa nezvipfuwo noupfumi hwose hwavakapamba vakaenda nazvo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ʋakatora ɀaʋakapamba ɀose, nenhapxa dzose dzaʋanhu nedzeɀipfuwo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200211 Vakatora zvavakapamba zvose, nenhapwa dzose dzavanhu nedzezvipfuwo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Vakatora vanhu vavakatapa nezvipfuwo noupfumi hwose hwavakapamba vakaenda nazvo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona11 Vakatora vanhu vavakatapa nezvipfuwo noupfumi hwose hwavakapamba vakaenda nazvo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Vakatora zvose zvavakapamba, nepfuma, pamwe chete navanhu uye nezvipfuwo, Sien die hoofstuk |