Numeri 30:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Asi kana murume akazvinzwa, kukapera mazuva asina kumurambidza, mhosva yanga iri yomukadzi iyeyo ichava yomurume wake.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Asi kana akazoɀikonesa kwaɀo, aɀinzwa hake, iye unofanira kuʋa nemhoȿa yake. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200215 Asi kana akazozvikonesa kwazvo, azvinzwa hake, iye anofanira kuva nemhosva yake.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Asi kana murume akazvinzwa, kukapera mazuva asina kumurambidza, mhosva yanga iri yomukadzi iyeyo ichava yomurume wake.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona15 Asi kana murume akazvinzwa, kukapera mazuva asina kumurambidza, mhosva yanga iri yomukadzi iyeyo ichava yomurume wake.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Kana zvakadaro, akazozvikonesa pane dzimwe nguva, mushure mokunge azvinzwa, ipapo iye achatakura mhosva yomukadzi wake.” Sien die hoofstuk |