Numeri 30:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Asi kana murume wake akanyarara asina chaanotaura kwaari nazvo zuva nezuva, zvinoreva kuti anomubvumidza kuita zvose zvaanotsidza nezvose zvaanopika. Murume wake anenge abvumirana nazvo nokuti anenge asina kutaurira mukadzi wake zuva raanozvinzwa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Asi kana murume wake akamunyararira cose zuʋa rimŋe nerimŋe, ipapo unosimbisa mhiko dzake dzose nokuɀisuŋga kwake kwose, kwaakaɀisuŋga nako; waɀisimbisa, nokuti wamunyararira nomusi waakaɀinzwa nawo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200214 Asi kana murume wake akamunyararira chose zuva rimwe nerimwe, ipapo unosimbisa mhiko dzake dzose nokuzvisunga kwake kwose, kwaakazvisunga nako; azvisimbisa, nokuti amunyararira nomusi waakazvinzwa nawo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Asi kana murume wake akanyarara asina chaanotaura kwaari nazvo zuva nezuva, zvinoreva kuti anomubvumidza kuita zvose zvaanotsidza nezvose zvaanopika. Murume wake anenge abvumirana nazvo nokuti anenge asina kutaurira mukadzi wake zuva raanozvinzwa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona14 Asi kana murume wake akanyarara asina chaanotaura kwaari nazvo zuva nezuva, zvinoreva kuti anomubvumidza kuita zvose zvaanotsidza nezvose zvaanopika. Murume wake anenge abvumirana nazvo nokuti anenge asina kutaurira mukadzi wake zuva raanozvinzwa. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Asi kana murume wake akashaya chaanotaura kwaari zuva nezuva, ipapo ari kusimbisa mhiko dzake uye zvaakapika zvinomusunga. Anozvisimbisa nokusataura kwake chinhu kwaari paanenge anzwa nezvazvo. Sien die hoofstuk |