Numeri 29:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 “Pazuva reshanu pirai handira dzichiri duku pfumbamwe, nehondohwe mbiri, nehwayana hono dzine gore rimwechete gumi neina dzisina chinoshoreka. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Nezuʋa reshanu munofanira kuʋuya nenzombe ɗuku pfumbamŋe, namakondobge maʋiri, namakwaiana amakondobge anegumi namanna egore rimŋe, asina‐kuremara; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200226 “Nezuva reshanu munofanira kuuya nenzombe duku pfumbamwe, nemakondohwe maviri, namakwayana amakondohwe ane gumi namana egore rimwe asina kuremara; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 “Pazuva reshanu pirai handira dzichiri duku pfumbamwe, nehondohwe mbiri, nehwayana hono dzine gore rimwechete gumi neina dzisina chinoshoreka. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona26 “Pazuva reshanu pirai handira dzichiri duku pfumbamwe, nehondohwe mbiri, nehwayana hono dzine gore rimwechete gumi neina dzisina chinoshoreka. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 “ ‘Pazuva rechishanu, mugadzire hando pfumbamwe, makondobwe maviri uye namakwayana makono gumi namana egore rimwe chete, zvose zvisina kuremara. Sien die hoofstuk |