Numeri 28:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 “Zuva regumi nechina romwedzi wokutanga, ndiro zuva rePasika yaTenzi. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Nomŋedzi wokutaŋga, nezuʋa regumi namanna romŋedzi, munofanira kuraŋgarira paseka yaJehova. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200216 “Nomwedzi wokutanga, nezuva regumi namana romwedzi, munofanira kurangarira Pasika yaJehovha. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 “Zuva regumi nechina romwedzi wokutanga, ndiro zuva rePasika yaTenzi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona16 “Zuva regumi nechina romwedzi wokutanga, ndiro zuva rePasika yaTenzi. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 “ ‘Pazuva regumi namana romwedzi wokutanga munofanira kuita Pasika yaJehovha. Sien die hoofstuk |