Numeri 27:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ndinodaro nokuti hamuna kuteerera zvandakakuudzai kurenje reZini. Gungano rose ravaIsiraeri parakandinyunyutira paMeribha, hamuna kuratidza vanhu kururama nokuera kwangu.” Ndiyo mvura iya yepaMeribha paKadheshi murenje reZini. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 nokuti makaramba shoko raŋgu murenje reZini, paŋguʋa yokurwa kweʋuŋgano, mukarega kunditsaura pamberi paʋo pamvura. (Ndiyo mvura yeMeriba paKadeshi, murenje reZini.) Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200214 nokuti makaramba shoko rangu murenje reZini, panguva yokurwa kweungano, mukarega kunditsaura pamberi pavo pamvura.” (Ndiyo mvura yeMeribha paKadheshi, murenje reZini.) Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ndinodaro nokuti hamuna kuteerera zvandakakuudzai kurenje reZini. Gungano rose ravaIsiraeri parakandinyunyutira paMeribha, hamuna kuratidza vanhu kururama nokuera kwangu.” Ndiyo mvura iya yepaMeribha paKadheshi murenje reZini. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona14 Ndinodaro nokuti hamuna kuteerera zvandakakuudzai kurenje reZini. Gungano rose ravaIsiraeri parakandinyunyutira paMeribha, hamuna kuratidza vanhu kururama nokuera kwangu.” Ndiyo mvura iya yepaMeribha paKadheshi murenje reZini. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 nokuti ungano payakandimukira pamvura yomuRenje reZini, mose muri vaviri hamuna kuteerera murayiro wangu kuti mundiremekedze somutsvene pamberi pavo.” (Iyi ndiyo mvura yapaMeribha Kadheshi, muRenje reZini.) Sien die hoofstuk |