Numeri 27:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Tenzi akataurira Mosesi achiti, “Kwira mugomo iri reAbharimu uone nyika yandakapa vaIsiraeri. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ɀino Jehova wakati kunaMosesi: Kwira pagomo iri reAbarimi, uʋone nyika yandakapa ʋana ʋaIsraeri. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200212 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Kwira pagomo iri reAbharimu, uone nyika yandakapa vana vaIsiraeri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Tenzi akataurira Mosesi achiti, “Kwira mugomo iri reAbharimu uone nyika yandakapa vaIsiraeri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona12 Tenzi akataurira Mosesi achiti, “Kwira mugomo iri reAbharimu uone nyika yandakapa vaIsiraeri. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Kwira pamusoro pegomo iri romuAbharimi ugoona nyika yandakapa vaIsraeri. Sien die hoofstuk |