Numeri 26:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Vanhu vakaverengwa vose mhuri nemhuri dzokwaShuhamu vakakwana makumi matanhatu ezviuru nezviuru zvina, namazana mana. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Mhuri dzose dzaʋaShuhami, ʋakaʋereŋgwa kwaʋari ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi matanhatu neɀinna namazana manna. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200243 Mhuri dzose dzavaShuhami, vakaverengwa kwavari vakasvika zviuru zvina makumi matanhatu nezvina namazana mana. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Vanhu vakaverengwa vose mhuri nemhuri dzokwaShuhamu vakakwana makumi matanhatu ezviuru nezviuru zvina, namazana mana. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona43 Vanhu vakaverengwa vose mhuri nemhuri dzokwaShuhamu vakakwana makumi matanhatu ezviuru nezviuru zvina, namazana mana. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 Vose vakanga vari vemhuri yaShuhami; uye vakaverengwa vakanga vari zviuru makumi matanhatu nezvina, namazana mana. Sien die hoofstuk |