Numeri 26:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Vose vakaverengwa mudzinza raManase vaikwana makumi mashanu ezviuru nezviuru zviviri, namazana manomwe avanhu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ndidzo mhuri dzaManase; ʋakaʋereŋgwa kwaʋari ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi mashanu neɀiʋiri namazana manomŋe. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200234 Ndidzo mhuri dzaManase; vakaverengwa kwavari vakasvika zviuru zvina makumi mashanu nezviviri namazana manomwe. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Vose vakaverengwa mudzinza raManase vaikwana makumi mashanu ezviuru nezviuru zviviri, namazana manomwe avanhu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona34 Vose vakaverengwa mudzinza raManase vaikwana makumi mashanu ezviuru nezviuru zviviri, namazana manomwe avanhu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Idzi ndidzo dzakanga dziri mhuri dzaManase; vakaverengwa vakanga vari zviuru makumi mashanu nezviviri, namazana manomwe. Sien die hoofstuk |