Numeri 26:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Vose vakaverengwa mudzinza rokwaZebhuroni vaikwana makumi matanhatu ezviuru, namazana mashanu avanhu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ndidzo mhuri dzaZeburuni; ʋakaʋereŋgwa kwaʋari ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi matanhatu namazana mashanu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200227 Ndidzo mhuri dzaZebhuruni; vakaverengwa kwavari vakasvika zviuru zvina makumi matanhatu namazana mashanu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Vose vakaverengwa mudzinza rokwaZebhuroni vaikwana makumi matanhatu ezviuru, namazana mashanu avanhu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona27 Vose vakaverengwa mudzinza rokwaZebhuroni vaikwana makumi matanhatu ezviuru, namazana mashanu avanhu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Idzi ndidzo dzakanga dziri mhuri dzaZebhuruni; vakaverengwa vakanga vari zviuru makumi matanhatu, namazana mashanu. Sien die hoofstuk |