Numeri 26:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Vose vakaverengwa mudzinza rokwaGadhi, vaikwana makumi mana ezviuru namazana mashanu avanhu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ndidzo mhuri dzaʋanakomana ʋaGadi; ʋakaʋereŋgwa kwaʋari ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi manna namazana mashanu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200218 Ndidzo mhuri dzavanakomana vaGadhi; vakaverengwa kwavari vakasvika zviuru zvina makumi mana namazana mashanu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Vose vakaverengwa mudzinza rokwaGadhi, vaikwana makumi mana ezviuru namazana mashanu avanhu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona18 Vose vakaverengwa mudzinza rokwaGadhi, vaikwana makumi mana ezviuru namazana mashanu avanhu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Idzi ndidzo dzakanga dziri mhuri dzaGadhi; vakaverengwa vakanga vari zviuru makumi mana, namazana mashanu. Sien die hoofstuk |