Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Numeri 23:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Bharaki akataurira Bhiriamu achiti, “Handei kune imwe nzvimbo. Zvimwe Mwari angafare kuti uvarengerere uriko.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Baraki akati kunaBarami: Ʋuya ɀino, ndiende newe kuneimŋe nɀimbo; ɀimŋe Mŋari uŋgafara naɀo kuti unditukire iʋo, uri ipapo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Bharaki akati kuna Bharamu, “Uya zvino, ndiende newe kune imwe nzvimbo; zvimwe Mwari angafara nazvo kuti unditukire ivo, uri ipapo.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Bharaki akataurira Bhiriamu achiti, “Handei kune imwe nzvimbo. Zvimwe Mwari angafare kuti uvarengerere uriko.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Bharaki akataurira Bhiriamu achiti, “Handei kune imwe nzvimbo. Zvimwe Mwari angafare kuti uvarengerere uriko.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 Ipapo Bharaki akati kuna Bharamu, “Uya, ndiende newe kune imwe nzvimbo. Zvimwe Mwari achafara nazvo kuti unditukire vanhu ava ikoko.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Numeri 23:27

Volg ons:

Advertensies

Advertensies