Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Numeri 23:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Zvoun'anga Jakobho hazvimukuvadzi, kana zvokurengerera vaIsiraeri hazvipe rushambwa. Vanhu vachataura zvaJakobho nezvavaIsiraeri vachiti, hezvoka zvakaitwa naMwari.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Ɀirokwaɀo hakunoʋuŋaŋga kunaJakobo, Ʋuye hakuno‐kuʋuka kunaIsraeri; Ɀino ɀicarebga pamsoro paJakobo napamsoro paIsraeri, Ɀakaitwa naMŋari.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Zvirokwazvo hakunaunanga kuna Jakobho, Uye hakuna kuuka kuna Isiraeri; Zvino zvicharehwa pamusoro paJakobho napamusoro paIsiraeri, Zvakaitwa naMwari,

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Zvoun'anga Jakobho hazvimukuvadzi, kana zvokurengerera vaIsiraeri hazvipe rushambwa. Vanhu vachataura zvaJakobho nezvavaIsiraeri vachiti, hezvoka zvakaitwa naMwari.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Zvoun'anga Jakobho hazvimukuvadzi, kana zvokurengerera vaIsiraeri hazvipe rushambwa. Vanhu vachataura zvaJakobho nezvavaIsiraeri vachiti, hezvoka zvakaitwa naMwari.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Hapana unʼanga hungarwa naJakobho, hapana kuvuka kunorwa naIsraeri. Zvino zvichanzi pamusoro paJakobho, napamusoro paIsraeri, ‘Tarirai zvaitwa naMwari!’

Sien die hoofstuk Kopieer

Numeri 23:23

Volg ons:

Advertensies

Advertensies