Numeri 23:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Bhiriamu akati, “Handiti zvandinenge ndaudzwa naTenzi ndizvo chete zvandinofanira kutaura?” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Akapindura, akati: Ko handifaniri kucenjera kuti nditaure ɀinoiswa naJehova mumuromo maŋgu here? Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200212 Akapindura, akati, “Ko handifaniri kuchenjera kuti nditaure zvinoiswa naJehovha mumuromo mangu here?” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Bhiriamu akati, “Handiti zvandinenge ndaudzwa naTenzi ndizvo chete zvandinofanira kutaura?” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona12 Bhiriamu akati, “Handiti zvandinenge ndaudzwa naTenzi ndizvo chete zvandinofanira kutaura?” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Iye akapindura akati, “Ko, handifaniri kuti nditaure zvaiswa mumuromo mangu naJehovha here?” Sien die hoofstuk |