Numeri 23:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Bharaki ndokutaurira Bhiriamu achiti, “Ko chiiko chawandiitira ichi? Ndakakuunza kuti uzorengerera rushambwa vavengi vangu, asi iwe watonyatsovakomborera zvako!” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino Baraki akati kunaBarami: Wandiiteiko? Ndandokutora kuti utuke ʋaʋeŋgi ʋaŋgu; tarira, waramba uciŋgoʋaropafadza. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200211 Zvino Bharaki akati kuna Bharamu, “Wandiiteiko? Ndanokutora kuti utuke vavengi vangu; tarira, waramba uchingovaropafadza.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Bharaki ndokutaurira Bhiriamu achiti, “Ko chiiko chawandiitira ichi? Ndakakuunza kuti uzorengerera rushambwa vavengi vangu, asi iwe watonyatsovakomborera zvako!” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona11 Bharaki ndokutaurira Bhiriamu achiti, “Ko chiiko chawandiitira ichi? Ndakakuunza kuti uzorengerera rushambwa vavengi vangu, asi iwe watonyatsovakomborera zvako!” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Bharaki akati kuna Bharamu, “Waiteiko kwandiri? Ndakakutora kuti uzotuka vavengi vangu, asi hauna chinhu chawaita asi kutovaropafadza!” Sien die hoofstuk |