Numeri 23:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Ndiani angaverenge guruva rakadai kuwanda, saJakobho, kana kuverenga katsama zvako kavaIsiraeri. Regai ndife zvangu rufu rwavakarurama, kuguma kwangu kufananewo nokwavo.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ndianiko uŋgaʋereŋga guruʋa raJakobo, Kana kuʋereŋga cikamu cecinna caIsraeri? Kuguma kwaŋgu ŋgakufanane nokwake! Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200210 Ndianiko angaverenga guruva raJakobho, Kana kuverenga chikamu chechina chaIsiraeri? Kuguma kwangu ngakufanane nokwake!” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Ndiani angaverenge guruva rakadai kuwanda, saJakobho, kana kuverenga katsama zvako kavaIsiraeri. Regai ndife zvangu rufu rwavakarurama, kuguma kwangu kufananewo nokwavo.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona10 Ndiani angaverenge guruva rakadai kuwanda, saJakobho, kana kuverenga katsama zvako kavaIsiraeri. Regai ndife zvangu rufu rwavakarurama, kuguma kwangu kufananewo nokwavo.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Ndianiko angaverenga guruva raJakobho kana kuverenga chikamu chechina chaIsraeri? Regai ndife rufu rwowakarurama, uye kuguma kwangu ngakuve sokwavo!” Sien die hoofstuk |