Numeri 22:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Dhongi parakaona mutumwa waTenzi, rakarara pasi, Bhiriamu akaritasva kudaro. Bhiriamu akaviruka nehasha akarova dhongi netsvimbo yake. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Mboŋgoro ikaʋona mutumŋa waJehova, ikaʋata pasi, Barami ari pamsoro payo; Barami akatsamŋa, akaroʋa mboŋgoro netȿimbo yake. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200227 Mbongoro ikaona mutumwa waJehovha, ikavata pasi, Bharamu ari pamusoro payo; Bharamu akatsamwa, akarova mbongoro netsvimbo yake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Dhongi parakaona mutumwa waTenzi, rakarara pasi, Bhiriamu akaritasva kudaro. Bhiriamu akaviruka nehasha akarova dhongi netsvimbo yake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona27 Dhongi parakaona mutumwa waTenzi, rakarara pasi, Bhiriamu akaritasva kudaro. Bhiriamu akaviruka nehasha akarova dhongi netsvimbo yake. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Mbongoro yakati ichiona mutumwa waJehovha, yakavata pasi paBharamu, iye akatsamwa zvikuru akairova netsvimbo yake. Sien die hoofstuk |