Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Numeri 22:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Mwari akauya kuna Bhiriamu usiku ihwohwo akati, “Kana varume ava vakauya kuzokudaidza, simuka zvako uende navo. Asi zvandinokuudza ndizvo chete zvauchaita.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Ɀino Mŋari akaʋuya kunaBarami ʋusiku, akati kwaari: Ʋanhu aʋa kana ʋakaʋuya kuzokuɗana simuka uende naʋo; asi shoko randicataura kwauri, unofanira kuita iro roga.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Zvino Mwari akauya kuna Bharamu usiku, akati kwaari, “Vanhu ava kana vakauya kuzokudana simuka uende navo; asi shoko randichataura kwauri, unofanira kuita iro roga.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Mwari akauya kuna Bhiriamu usiku ihwohwo akati, “Kana varume ava vakauya kuzokudaidza, simuka zvako uende navo. Asi zvandinokuudza ndizvo chete zvauchaita.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Mwari akauya kuna Bhiriamu usiku ihwohwo akati, “Kana varume ava vakauya kuzokudaidza, simuka zvako uende navo. Asi zvandinokuudza ndizvo chete zvauchaita.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Usiku ihwohwo Mwari akauya kuna Bharamu akati kwaari, “Sezvo vanhu ava vauya kuzokudana, enda hako navo, asi uite chete zvandinokuudza.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Numeri 22:20

Volg ons:

Advertensies

Advertensies