Numeri 21:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Ipapo vaIsiraeri vakapika mhiko kuna Tenzi vachiti, “Kana mukatiita kuti tikunde vanhu ava, maguta avo tinoaita chibayiro, tichiaparadza zvachose.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ipapo ʋaIsraeri ʋakapikira Jehova mhiko, ʋakati: Kana mukapa ʋanhu aʋa mumaʋoko eɗu, ticaparadza maguta aʋo cose. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20022 Ipapo vaIsiraeri vakapikira Jehovha mhiko, vakati, “Kana mukapa vanhu ava mumaoko edu, tichaparadza maguta avo chose.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Ipapo vaIsiraeri vakapika mhiko kuna Tenzi vachiti, “Kana mukatiita kuti tikunde vanhu ava, maguta avo tinoaita chibayiro, tichiaparadza zvachose.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona2 Ipapo vaIsiraeri vakapika mhiko kuna Tenzi vachiti, “Kana mukatiita kuti tikunde vanhu ava, maguta avo tinoaita chibayiro, tichiaparadza zvachose.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Ipapo vaIsraeri vakaita mhiko iyi kuna Jehovha, vakati: “Kana mukaisa vanhu ava mumaoko edu, tichaparadza maguta avo zvachose.” Sien die hoofstuk |