Numeri 21:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mambo weAradhi muKanani akanga agere kuNegevhu, kumaodzanyemba kweKanani akanzwa kuti vaIsiraeri vari kuuya nenzira yokuAtarimu. Akandorwisa vaIsiraeri akatapa vamwe vavo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino mambo weAradi, muKanani, wakaŋga agere kunyika yeZasi, wakati anzwa kuti ʋaIsraeri ʋoʋuya nenzira yeAtarimi, akarwa naʋaIsraeri, akatapa ʋamŋe ʋaʋo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20021 Zvino mambo weAradhi, muKenani, akanga agere kunyika yeZasi, akati anzwa kuti vaIsiraeri vouya nenzira yeAtarimu, akarwa navaIsiraeri, akatapa vamwe vavo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mambo weAradhi muKanani akanga agere kuNegevhu, kumaodzanyemba kweKanani akanzwa kuti vaIsiraeri vari kuuya nenzira yokuAtarimu. Akandorwisa vaIsiraeri akatapa vamwe vavo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona1 Mambo weAradhi muKanani akanga agere kuNegevhu, kumaodzanyemba kweKanani akanzwa kuti vaIsiraeri vari kuuya nenzira yokuAtarimu. Akandorwisa vaIsiraeri akatapa vamwe vavo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Mambo weAradhi muKenani aigara kuNegevhi, akati anzwa kuti vaIsraeri vakanga vachiuya nenzira inoenda kuAtarimi, akarwisa vaIsraeri akatapa vamwe vavo. Sien die hoofstuk |