Numeri 20:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Bvisa Aroni hanzu dzake dzoupristi, upfekedze mwana wake Ereazari. Aroni achafira ipapo achibva aenda kune vamwe vake vachakabvu.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 ɀino ubvise ŋguʋo dzake, ugodzifukidza Ereazari mŋanakomana wake; ipapo Aroni ucasoŋganiswa naʋanhu ʋake, ucafira’po. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200226 zvino ubvise nguo dzake, ugodzifukidza Ereazari mwanakomana wake; ipapo Aroni achasanganiswa navanhu vake, achafirapo.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Bvisa Aroni hanzu dzake dzoupristi, upfekedze mwana wake Ereazari. Aroni achafira ipapo achibva aenda kune vamwe vake vachakabvu.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona26 Bvisa Aroni hanzu dzake dzoupristi, upfekedze mwana wake Ereazari. Aroni achafira ipapo achibva aenda kune vamwe vake vachakabvu.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Ubvise nguo dzaAroni udzipfekedze mwanakomana wake Ereazari nokuti Aroni achasanganiswa navanhu vokwake; achafira ipapo.” Sien die hoofstuk |