Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Numeri 20:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Asi Edhomu akati, “Hazviitiki kuti mupfuure nomuno.” Akabva avabudira nehondo yake yakasimba, ina varwi vazhinji zhinji.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Iye akati: Hauŋgapfuʋuri. Ɀino Edomi akaʋuya kuzorwa naye naʋanhu ʋazhinji, noruʋoko runesimba.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Iye akati, “Haungapfuuri.” Zvino Edhomu akauya kuzorwa naye navanhu vazhinji, noruoko rune simba.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Asi Edhomu akati, “Hazviitiki kuti mupfuure nomuno.” Akabva avabudira nehondo yake yakasimba, ina varwi vazhinji zhinji.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Asi Edhomu akati, “Hazviitiki kuti mupfuure nomuno.” Akabva avabudira nehondo yake yakasimba, ina varwi vazhinji zhinji.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Vakapindurazve vachiti: “Hamungapfuuri.” Ipapo Edhomu akauya kuzovarwisa nehondo huru uye ine simba.

Sien die hoofstuk Kopieer

Numeri 20:20

Volg ons:

Advertensies

Advertensies