Numeri 2:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Chikwata chake sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chine vanhu makumi mana ezviuru ane zviuru zvishanu zvina mazana matanhatu ana makumi mashanu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ƃoka rake, naʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi manna neɀishanu namazana matanhatu namakumi mashanu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200215 Boka rake, navakaverengwa kwavari, vakasvika zviuru zvina makumi mana nezvishanu namazana matanhatu namakumi mashanu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Chikwata chake sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chine vanhu makumi mana ezviuru ane zviuru zvishanu zvina mazana matanhatu ana makumi mashanu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona15 Chikwata chake sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chine vanhu makumi mana ezviuru ane zviuru zvishanu zvina mazana matanhatu ana makumi mashanu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Boka rake rina vanhu vanosvika zviuru makumi mana nezvishanu, namazana matanhatu namakumi mashanu. Sien die hoofstuk |