Numeri 16:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 VaIsiraeri vose vakanga varipo vakanzwa kuchema kwavo vakatiza vachiti, “Nyika ingadaro ikatimedzawo nesu tose.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ipapo ʋaIsraeri ʋose ʋakaŋga ʋakaʋakomba ʋakatiza nokucema kwaʋo, nokuti ʋakati: Nyika irege kutimedza ʋo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200234 Ipapo vaIsiraeri vose vakanga vakavakomba vakatiza nokuchema kwavo, nokuti vakati, “Nyika irege kutimedzawo.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 VaIsiraeri vose vakanga varipo vakanzwa kuchema kwavo vakatiza vachiti, “Nyika ingadaro ikatimedzawo nesu tose.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona34 VaIsiraeri vose vakanga varipo vakanzwa kuchema kwavo vakatiza vachiti, “Nyika ingadaro ikatimedzawo nesu tose.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Pavakachema, vaIsraeri vose vakanga vakavakomba vakatiza, vachidanidzira vachiti, “Nyika ichatimedza nesuwo!” Sien die hoofstuk |