Numeri 16:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Mosesi akatumira shoko rokuti Dhatani naAbhiramu vanakomana vaEriabhu vauye. Ivo vakati, “Kwete hatisi kukwira ikoko. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ipapo Mosesi akatuma munhu kundoɗana Datani naAbirami, ʋanakomana ʋaEriabi; asi iʋo ʋakati: Hatiɗi kukwira’ko. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200212 Ipapo Mosesi akatuma munhu kundodana Dhatani naAbhiramu, vanakomana vaEriabhu; asi ivo vakati, “Hatidi kukwirako. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Mosesi akatumira shoko rokuti Dhatani naAbhiramu vanakomana vaEriabhu vauye. Ivo vakati, “Kwete hatisi kukwira ikoko. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona12 Mosesi akatumira shoko rokuti Dhatani naAbhiramu vanakomana vaEriabhu vauye. Ivo vakati, “Kwete hatisi kukwira ikoko. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Ipapo Mozisi akadana Dhatani naAbhiramu, vanakomana vaEriabhi. Asi ivo vakati, “Hatiuyiko! Sien die hoofstuk |