Numeri 15:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Saka muchayeuka mitemo yangu yose muchiichengeta. Muchava vanhu vangu vandakazvisarudzira vatsvene. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 kuti muraŋgarire nokuita mirairo yaŋgu yose, nokuʋa ʋatȿene kunaMŋari wenyu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200240 kuti murangarire nokuita mirairo yangu yose, nokuva vatsvene kuna Mwari wenyu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Saka muchayeuka mitemo yangu yose muchiichengeta. Muchava vanhu vangu vandakazvisarudzira vatsvene. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona40 Saka muchayeuka mitemo yangu yose muchiichengeta. Muchava vanhu vangu vandakazvisarudzira vatsvene. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 Ipapo mucharangarira kuteerera mirayiro yangu yose uye muchazvitsaura kuti muve vanhu vaMwari wenyu. Sien die hoofstuk |