Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Numeri 15:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 kana munhu achiuya kuzopira mupiro wake kuna Tenzi wezvipfuwo, zvemombe kana hwai, kana mbudzi, achiita mupiro unoita zvokupiswa kana mupiro wokupisa nomoto kana mupiro wezvaakambotsidza, kana wechido chake, kana pamunochengeta enyu mazuva makuru kuti kunhuhwirira kwayo kundifadze, zvamunoita ndezvizvi:

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 kana muciɗa kugadzirira Jehova cipiriso pamŋoto, cipiriso cinopiswa, kana ciɓayiro, cokupika naco, kana cokuŋgopa nokuɗa kwenyu, kana pamitambo yenyu yakatarwa, kuti mupe Jehova cinonhuwira ɀakanaka, ceŋombe kana camakwai;

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

3 kana muchida kugadzirira Jehovha chipiriso pamoto, chipiriso chinopiswa, kana chibayiro, chokupika nacho, kana chokungopa nokuda kwenyu, kana pamitambo yenyu yakatarwa, kuti mupe Jehovha chinonhuwira zvakanaka, chemombe kana chamakwai;

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 kana munhu achiuya kuzopira mupiro wake kuna Tenzi wezvipfuwo, zvemombe kana hwai, kana mbudzi, achiita mupiro unoita zvokupiswa kana mupiro wokupisa nomoto kana mupiro wezvaakambotsidza, kana wechido chake, kana pamunochengeta enyu mazuva makuru kuti kunhuhwirira kwayo kundifadze, zvamunoita ndezvizvi:

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 uye mukauya nezvipiriso zvinopiswa kuna Jehovha, kubva kumombe kana makwai, kuti muite zvinonhuhwira zvinofadza Jehovha, zvingava zvinopiswa kana zvibayiro, zvemhiko dzakasarudzika kana zvipo zvokupa nokuzvisarudzira kana zvipiriso zvemitambo,

Sien die hoofstuk Kopieer

Numeri 15:3

Volg ons:

Advertensies

Advertensies