Numeri 15:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 “Kana munhu mumwechete akatadza mukusaziva ngaapire mbudzi hadzi ine gore rimwechete uve mupiro wokupfupira zvitadzo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Kana munhu mumŋe akatadza nokusaziʋa, unofanira kuʋuya neshece yembudzi yegore rimŋe, ciʋe cipiriso ceɀiʋi. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200227 Kana munhu mumwe akatadza nokusaziva, anofanira kuuya nesheche yembudzi yegore rimwe, chive chipiriso chezvivi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 “Kana munhu mumwechete akatadza mukusaziva ngaapire mbudzi hadzi ine gore rimwechete uve mupiro wokupfupira zvitadzo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona27 “Kana munhu mumwechete akatadza mukusaziva ngaapire mbudzi hadzi ine gore rimwechete uve mupiro wokupfupira zvitadzo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 “ ‘Asi kana munhu mumwe chete akatadza nokusaziva, anofanira kuuya nembudzana hadzi yegore rimwe chete kuti chive chipiriso chechivi. Sien die hoofstuk |