Numeri 15:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 zvose zvazvo zvakatemwa naTenzi zvamakaudzwa naMosesi, kubvira pazuva rakapiwa mutemo naTenzi pazvizvarwa zvenyu zvose zvichauya, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 ɀose ɀamakarairwa naJehova nomuromo waMosesi, kubva pazuʋa rakataŋga kuraira Jehova, kuȿikira kumarudzi enyu ose, Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200223 zvose zvamakarairwa naJehovha nomuromo waMosesi, kubva pazuva rakatanga kuraira Jehovha, kusvikira kumarudzi enyu ose, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 zvose zvazvo zvakatemwa naTenzi zvamakaudzwa naMosesi, kubvira pazuva rakapiwa mutemo naTenzi pazvizvarwa zvenyu zvose zvichauya, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona23 zvose zvazvo zvakatemwa naTenzi zvamakaudzwa naMosesi, kubvira pazuva rakapiwa mutemo naTenzi pazvizvarwa zvenyu zvose zvichauya, Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 zvipi zvazvo zvakarayirwa naJehovha kubudikidza naMozisi, kubva nezuva razvakapiwa naJehovha uye zvichienda mberi kusvikira kuzvizvarwa zvinotevera, Sien die hoofstuk |