Numeri 15:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 “Asi kana mukakanganisa mukarega zvenyu kuchengeta mirao iyoyi yakaudzwa Mosesi naTenzi, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Kana mucitadza, musiŋgaceŋgeti mirairo iyi yose, yakataurwa naJehova kunaMosesi, Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200222 “Kana muchitadza, musingachengeti mirairo iyi yose, yakataurwa naJehovha kuna Mosesi, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 “Asi kana mukakanganisa mukarega zvenyu kuchengeta mirao iyoyi yakaudzwa Mosesi naTenzi, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona22 “Asi kana mukakanganisa mukarega zvenyu kuchengeta mirao iyoyi yakaudzwa Mosesi naTenzi, Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 “ ‘Zvino kana musingatadzi nobwoni kuchengeta mirayiro iyi yakapiwa kuna Mozisi naJehovha, Sien die hoofstuk |