Numeri 14:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Asi musapandukire Tenzi. Musatye vanhu venyika iyoyo. Tichavaita kanyama kanyama. Chinovadzivira chakabviswa asi Tenzi anesu. Saka musavatye!” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Asi regai kumukira Jehova, ʋuye musatya ʋanhu ʋenyika iyo, nokuti iʋo ɀokudya ɀeɗu; mumvuri waʋo wabviswa pamsoro paʋo, Jehova unesu, regai kutya. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20029 Asi regai kumukira Jehovha, uye musatya vanhu venyika iyo, nokuti ivo zvokudya zvedu; mumvuri wavo wabviswa pamusoro pavo, Jehovha anesu, regai kutya.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Asi musapandukire Tenzi. Musatye vanhu venyika iyoyo. Tichavaita kanyama kanyama. Chinovadzivira chakabviswa asi Tenzi anesu. Saka musavatye!” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona9 Asi musapandukire Tenzi. Musatye vanhu venyika iyoyo. Tichavaita kanyama kanyama. Chinovadzivira chakabviswa asi Tenzi anesu. Saka musavatye!” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Chete imi regai kumukira Jehovha. Uye musatya vanhu venyika iyo, nokuti tichavamedza. Kudzivirirwa kwavo kwabviswa, asi Jehovha anesu. Musavatya.” Sien die hoofstuk |