Numeri 14:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Asi vana venyu vamati vachaitwa kanyama kanyama, ndivo vandichasvitsa ikoko. Vachaziva nyika yamakaramba. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Asi ʋana ʋenyu ʋamakati ʋacatapxa, ndiʋo ʋandicapinza; iʋo ʋacaziʋa nyika yamakaramba imi. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200231 Asi vana venyu vamakati vachatapwa, ndivo vandichapinza; ivo vachaziva nyika yamakaramba imi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Asi vana venyu vamati vachaitwa kanyama kanyama, ndivo vandichasvitsa ikoko. Vachaziva nyika yamakaramba. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona31 Asi vana venyu vamati vachaitwa kanyama kanyama, ndivo vandichasvitsa ikoko. Vachaziva nyika yamakaramba. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Asi kana vari vana venyu vamakati vachatapwa, ndichavapinza kuti vafare munyika yamaramba imi. Sien die hoofstuk |