Numeri 14:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 hakuna nomumwe wavo achazopinda munyika yandakakupikirai kuti muzogaramo kusiya Karebhu mwana waJefune naJoshuwa mwana waNuni. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 ɀirokwaɀo, imi hamuŋgapindi munyika yandakupikirai, ndiciti, ndicakugarisai’mo, asi Karebi, mŋanakomana waJefune, naJoshua, mŋanakomana waNuni. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200230 zvirokwazvo, imi hamungapindi munyika yandakupikirai, ndichiti, ndichakugarisaimo, asi Karebhu, mwanakomana waJefune, naJoshua, mwanakomana waNuni. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 hakuna nomumwe wavo achazopinda munyika yandakakupikirai kuti muzogaramo kusiya Karebhu mwana waJefune naJoshuwa mwana waNuni. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona30 hakuna nomumwe wavo achazopinda munyika yandakakupikirai kuti muzogaramo kusiya Karebhu mwana waJefune naJoshuwa mwana waNuni. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Hakuna mumwe wenyu achapinda munyika yandakakupikirai noruoko rwakasimudzwa kuti uve musha wenyu, kunze kwaKarebhu mwanakomana waJefune naJoshua mwanakomana waNuni. Sien die hoofstuk |